Used in other entries
“Vakarara pano apa, fume vosimudzira rwendo rwavo, voenda zvavo.”
from fume“Kuti dhe kumuka mangwanani- ngwanani uchifamba rwendo.”
from dhe“Chishoka kufamba rwendo nemakumbo pachinhambo chokushandisa mumwe mudziyo wokufambisa.”
from chishoka“Kuti de kusimuka uchitanga rwendo rungwanangwana.”
from de“Kuti gwiri kutangisa rwendo kana kutevera gwara panenge pafamba nemhuka.”
from gwiri“Nhetserwa kumuka mangwanani-ngwanani munhu achiita basa kana kuti achifamba rwendo.”
from nhetserwa