Browse Words
Shona Definition
Ruzivo injere dzekugona nekuziva zvakawanda. Mwana wangu angangoita ruzivo nezvechirwere chamunotaura ichi, nokuti iye ndichiremba. Ruzivo kuva nepfungwa dzekuona zvakanaka nezvakaipa muupenyu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku choronora kuwanikidza ruzivo rwanga rwakahwandika.”
from -choronora“Ku dzidza kutsvaga kunzwisisa zvinhu zvausina ruzivo rwakawanda nazvo.”
from -dzidza“Ku dzidzisa kupa ruzivo kana kubetsera munhu kuti awane ruzivo mune chimwe chidzidzo kana mubasa.”
from -dzidzisa“Dzidzo ruzivo runowanikwa neanenge achitsvaka mamiriro namafambiro ezvinhu zvinowanikwa muupenyu.”
from dzidzo“Kuita zvinhu zvausina ruzivo nazvo rwakakwana.”
from chifambiramo“Nyanzvi munhu ane ruzivo rwekukwanisa chimwe chinhu kudarika vamwe vazhinjizhinji.”
from nyanzvi