Shona Definition
Kana vanhu vachiita ruzha vanenge vachitaura nemazwi akakwirira, zvinosvota vamwe vanenge vasinei nezvinotaurwa.
English Translation
When people are making noise, they are usually speaking with loud voices, which annoys others who are not involved in what is being said.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku dzivaidza kutadzisa umwe zvaanoda nokuita uchiita ruzha, kana kumudzivirira nezvimwewo.”
from -dzivaidza“Ku fazha ruzha runoitwa nechinhu chinenge chichivira chiri pamoto.”
from -fazha“Ku fefedza kufemereka zvine ruzha senoita munhu anga achimhanya.”
from -fefedza“Chipwati kuseka zvine ruzha mukati, kazhinji pamafaro panenge pakawandwa.”
from chipwati“Kuti dheru kubudisa tsvina nhete zvine ruzha, uchinzwa mudumbu.”
from dheru“Kuti chwaba chwaba ruzha runoitwa nezvipfeko zvakakurisa, uye zvakapfekwa nomunhu ari kufamba.”
from chwaba chwaba