Shona Definition
Ruva kamuti kana kakwenzi kana kasora kanosimwa kana kumera kega, kanoshandiswa kunakisa mudzimba nezvivanzi. Ruva inhengo yemuti kana sora inotumbuka ichizoita michero kana mhodzi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Nhevana muti kana ruva diki rinenge richiri kuda zvokuchengetedzwa kuti rikure zvakanaka.”
from nhevana“Ruva rinonzi ra fengefa parinenge richangobuda risati razaruka.”
from -fengefa“Ku ngonda kuda kudonha kwemuti, bundo, chirimwa kana ruva, nokuda kwekuti zvinenge zvadyiwa hunde nemakonye.”
from ngonda“Ichi chirimwa chinoita ruva rinotevera kufamba kwezuva, uye chinoita mhonzi dzinogadzirisa mafuta.”
from sanifurawa“Ku tanha kubvisa muchero pamuti, kana kubvisa ruva kana muriwo padzinde.”
from -tanha“Ku ngonda kuda kudonha kwemuti, bundo, chirimwa kana ruva, nokuda kwekuti zvinenge zvadyiwa hunde nemakonye.”
from ngonda