DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

ngonda

Shona Definition

Ku ngonda kuda kudonha kwemuti, bundo, chirimwa kana ruva, nokuda kwekuti zvinenge zvadyiwa hunde nemakonye.

English Translation

Describes a tree, grass, plant or flower on the point of falling over because its stem has been eaten by grubs.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.