DuraMazwi
Browse Words
Words

-rera

Shona Definition

Ku rera kuchengeta mwana, uchimuvaraidza kuti agare achitamba hake asingachemi. Paenda mai kubasa ndini ndasara ndichirera mwana. Ku rera kuchengeta mwana wako kana asiri wako kudzamara ayaruka. Vana ava kuvaona kukura kudai nhasi, vakarerwa nambuya vavo vabereki vavo vari kuchikoro.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.