DuraMazwi
Browse Words
Words

resva

Shona Definition

Kuti resva kuita chinhu muri pamwe chete makawanda. Zimunda rezviyo rakanzi resva navazukuru tikazovirirwa munda wapera kusakurwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries