Browse Words
Shona Definition
Rekeni itambo inovedzengwa kubva pachubhu inotatamuka. Rekeni chimudziyo, chinogadzirwa netambo inobva pachubhu inenge yakasungirirwa pachitanda chinenge vara Y, chinoshandiswa kurovesa shiri.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti ndonya kuvhara ziso rimwe sezvinoita munhu kana achida kupfura munhu, shiri kana mhuka nepfuti kana rekeni.”
from -ndonya“rekeni”
from ndandi“Kuti tega kururamisa pfuti kana rekeni pamhuka, kana chimwe chaunenge uchida kupfura.”
from tega“Kana rekeni dzichi bhara dombo rinenge dombo raenda nedivi radzisina kutendekerwa.”
from -bhara“Kuti tega kururamisa pfuti kana rekeni pamhuka, kana chimwe chaunenge uchida kupfura.”
from tega