Kuti rapata kurara pasi kwemunhu asisina simba nekurwara kana kuneta.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Kana munhu ari mu koma anenge achirwara, akangoti rapata, asingazivi zviri kuitika.”