DuraMazwi
Browse Words
Words

rare

Shona Definition

Kuti rare kutevedza zvinhu neurongwa hwazvo. Kuti rare kuzara panzvimbo zvekupasanganisa. Vana vakati rare mumunda vachichera makurwe.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.