Used in other entries
“Sadza raita makomba rachoborwa nehuku.”
from -chobora“Musope munhu mutema asi aine ganda jena, rinenge raita kudaro nekuti pane zvinenge zvakanganisika mukukura kwake achiri mudumbu mamai vake.”
from musope“Kana basa raku dhinha rinenge raita kuti unzwe wasara une simba shoma zvokuti unenge usisakwanise kuramba uchishanda woda kuzorora.”
from -dhinha“Ku dudunuka kubva kunoita shinda inenge yakasoneswa jira richisara raita serabvaruka.”
from -dudunuka“Kana tayira richinge raita kaburi rinobudisa mweya uchinzikwa kuti fiyo .”
from fiyo“Aya mabota anobviswa mupoto iri kubikirwa sadza kuti azoshandiswa kudiramo kana richinge raita dete.”
from matapudzirwa