DuraMazwi
Browse Words
Words

-radza

Shona Definition

Ku radza sadza kana zvimwewo kuzvichengeta usiku hwose kusvika mangwana. Ku radza kuisa munhu akafa murinda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.