Used in other entries
“Kuti dukununu kuunganira chinhu, sezvinoita pwere pamoto muchando.”
from dukununu“Zviradza zvepano zvinyerere, pwere dzichiguraudza.”
from chiradza“Aya mate anoerera pamuromo kana paine chinhu chinonaka chinenge chaonekwa, kana kuti unenge ungori mugariro wemunhu wacho, zvikuru pwere.”
from masiriri“Pwere dzinotamba panze mujenaguru.”
from jenaguru“Ruma izwi rinoshandiswa pakuvhundutsa pwere, richireva zibukana ziguru rinodya vanhu.”
from ruma“Kana vakuru vachirima pwere dzinoswerobvumburuka mberi kwendima.”
from -bvumburuka