Used in other entries
“Akati hwi hwi putugadzike inopisa, akatsva.”
from hwi hwi“Tapiwa shuga hwira, tikanwa putugadzike isinganaki.”
from hwira“putugadzike”
from svutugadzike“Masamba mashizha manyoro kana akaomeswa, anoiswa mumvura inovira kuti iite putugadzike.”
from masamba“Muzumbani kamuti kadiki kanogadziriswa putugadzike, kana mushonga unogona kurapa chikosoro.”
from muzumbani“Akati hwi hwi putugadzike inopisa, akatsva.”
from hwi hwi