Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kana mudhebhe uchiti hwi hwi unenge uchikwizira, uchiita ruzha pakufamba, nokuti unenge wakanyanya kubata. Kuti hwi hwi kukweva chinwiwa chinopisa. Akati hwi hwi putugadzike inopisa, akatsva.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.