Used in other entries
“Ku kondeka kukwidibira ndiro kana poto kuti itarise pasi.”
from -kondeka“Pavakaona vanhu vaiuya nekumba kwavo, vakabva vati poto yechibage kwidiba vachiisairira kuseri kwedzimwe.”
from kwidiba“Ku kudubudza kunoitwa nemunhu anenge aine nzara, achingoti iyi poto akudubura, osiya yakadaro achitsvaga chekudya.”
from -kudubudza“Ichi chisimbi kana chijira kana chimuti chinobatiswa chese chese chingangosimudzwa chakaita sebhegi kana poto.”
from mupakato“Kana uchi tega mapfiwa unenge uchiaronga zvakanaka, kuti ugokwanisa kugadzika poto pamoto.”
from -tega“Kana wa pfuvisa chikafu, unenge wasiya chisina kunyatsoibva, nokusavhara poto kana kuti nokushandisa moto mushoma.”
from -pfuvisa