DuraMazwi
Browse Words
Words

-pota

Shona Definition

Ku pota kuenda seri kwechimwe chinhu zvokusaonekwa. Ku pota uchiita chinhu kugara uchichiita. Mwana anopota achiuya kubva kubasa. Kana munhu achiti nda pota , anenge achiratidza kuti ari kukumbirisa kuti zvaari kuda zviitwe.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.