DuraMazwi
Browse Words
Words

-pisha

Shona Definition

Ku pisha kuvhiringidzika mupfungwa nokuti pane zvimwe zvinhu zvausingachanzwisisi zvokuti unenge washaiwa kuti woita sei. Mukadzi akapisha murume wake nemanwiro aiita doro, papera mwedzi vachangoroorana.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.