DuraMazwi
Browse Words
Words

pitipiti

Shona Definition

Kuti pitipiti kupinda nokukasira mumba kana pamwe panhu kwemhuka kana vanhu vakawanda vachiteverana. Kuti pitipiti kupinda kwechinhu zvakadzama mune chimwe. Geja rakati pitipiti muvhu mushure mokunaya kwemvura yakawanda. Kuti pitipiti kufambisa chinhu chakaita semuswe uchienda pasi nokumusoro sezvinoita mhuka kana dzichimhanya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries