DuraMazwi
Browse Words
Words

-pisa

Shona Definition

Kana kunze kuchi pisa mirazvu yezuva inenge yakasimba, zvokuti muviri unonzwa kudziyirwa zvakanyanya, kana kutobuda ziya. Kana uchi pisa chinhu unenge uchichiisa mumoto kuti chitsve kana kugocheka kana kukangika.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.