DuraMazwi
Browse Words
Words

-pindirana

Shona Definition

Ku pindirana kutenderana muzviito nemupfungwa maererano nezvinenge zvichiita vanhu vaviri kana vakawanda. Kana vanhu vachipindirana munyika hakuiti hondo. Kana simbi mbiri dzichi pindirana , dzinenge dzakafanana zvokuti dzinogona kushandiswa panzvimbo imwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.