DuraMazwi
Browse Words
Words

-pikira

Shona Definition

Kana uchi pikira unenge uchiudza umwe munhu kuti hauzotadzi kuita kana kumuitira chimwe chinhu. Kana uchi pikira kuva fata kana sisita unenge wazvipira kushandira chechi, uye kuti unozotevedzera zvinodiwa nemitemo yese yechechi pasina zvokuzodzokera shure.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.