Browse Words
Shona Definition
Ku pikura kubudisa pachena chinhu change chakafukidzwa neivhu kana chimwe chinhu. Ku pikura kusimudza chimwe chinhu uchishandisa simbi kana danda. eKu pikura kushandisa chimwe chinhu kutsigira chinhu chaunoda kuti chigare chakati tasa, kana kuti chakasimukira. Kana munhu achi pikura chinhu anenge achichisimudza zviri nyore nokuda kwekuti ane simba.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.