Used in other entries
“Pfuti yakati dhu tose tikadedera.”
from dhu“Kana pfuti yahuuka| inenge yayira ruzha rune mutinhiro mukuru.”
from -dhuuka“Yakave nyakanyaka vanhu pavakanzwa pfuti kurira pedyo nemisha.”
from nyakanyaka“Kuti ndindindi karuzha kanonzwikwa nechekure kure kengoma, pfuti kana kunaya kwemvura.”
from ndindindi“Pfuti ye mudhindwa ndeiya yerudzi rwakare yaiitwa zvekupakirwa unga, ichizongopfura nebara rimwe chete panguva imwe chete.”
from mudhindwa“Urwu ruzha runobuda mumishini yakaita semota kana zvombo zvinodhuuka, zvakaita semabhambo kana pfuti.”
from mutinhiro