DuraMazwi
Browse Words
Words

mudhindwa

Shona Definition

Mudhindwa kunyora munhu achishandisa mavara makuru erunyoro. Runyoro rwomudhindwa rwunotora nzvimbo yakakura pakunyora. Mudhindwa ibhurukwa rekadubura rine ruvara rwekaki, uye rakasonwa zvakaipa zvekumhanya-mhanya. Pfuti ye mudhindwa ndeiya yerudzi rwakare yaiitwa zvekupakirwa unga, ichizongopfura nebara rimwe chete panguva imwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries