DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfupfunyara

Shona Definition

Kana uchi pfupfunyara unenge wakagara, kumira kana kurara wakagumbata maoko ako, zvokuratidza kuti uri kutya kana kutonhorwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.