DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfupa

Shona Definition

Kana uchi pfupa midzimu unenge uchiiitira zvinhu zvinoifadza, zvakafanana nokubika doro rokuirangarira. Ku pfupa kunyengera mumwe munhu kuti akanganwe chimwe chinhu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.