DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfunza

Shona Definition

Ku pfunza kubatsira umwe munhu nemazano okuti aite zvinhu negwara rakashata. Akanga ari mwana akanaka, asi shamwari yake ndiyo yava kumupfunza kuita misikanzwa. -runzira

English Translation

To pfunza is to help someone with ideas to do things the wrong way. He was a good child, but his friend is now influencing him to do mischief. -runzira

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.