Browse Words
Shona Definition
Uhu utsi hunoshandiswa kuti maziso emunhu abude misodzi, zvikuru kana mapurisa achida kuti vanhu vanga vakaungana vachiita zvisiri pamutemo vabve panzvimbo yavari. pfungaidziro . Pfungaidzo imombe inourayiwa panorohwa guva.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“pfungaidzo”
from pfungaidziro