DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfukudzika

Shona Definition

Kana mukadzi achi pfukudzika anenge asununguka mwana atofa ari mudumbu, kana kuti mwana wacho anofa achangozvarwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.