Browse Words
Shona Definition
Kuti pfodo kurara zvikuru, zvokuti chero pane chinoitika unogona kutadza kuchinzwa. Kuti pfodo kurova munhu nechibhakera kumeso. Kana uchiti munhu pfodo unenge uchimushunya zvinorwadza.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.