DuraMazwi
Browse Words
Words

pfapfara

Shona Definition

Urwu ruzha runoitika pakutsva kwezvinhu zvine mafuta, kana zviri mumoto chaimo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.