DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfaranyura

Shona Definition

Ku pfaranyura kubvisa uswa paimba yakapfirirwa. Mhepo yakavhuvhuta ikapfurunyura imba yedu. ANTONYMS -pfirira.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.