Used in other entries
“Ku tsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu.”
from -tsutsutidza“Ku guumuka kukwatuka kwechinhu, sezvinoita pendi kubva pamadziro.”
from -guumuka“Ndiro dzamazuvano hadzitani kubadanuka nokuti pendi yavako haina kusimba.”
from -badanuka“Ku penda kuzora chinhu pendi kuti chisanduke ruvara.”
from -penda“pendi”
from peturo“Kuti tekedu kubva kunoita pendi kana zvimwewo pazvakanamira.”
from tekedu