Browse Words
Shona Definition
Ku tsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu. Baba vakagumbuka fani, bhiridha atsutsutidza pendi yose divi rimwe chete remba. Ku tsutsutidza kuita kuti munhu abate chaanacho mumaoko zvakasimba.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.