DuraMazwi
Browse Words
Words

-pembera

Shona Definition

Ku pembera kutamba munhu achitomuka-tomuka nokufarira zvimwe zvinhu. Ku pembera kufara kunoita vanhu vachitamba nokuridza maoko, mhururu nemuridzo kana mhanzi, vachifarira zvakanaka zvinenge zvaitika kana zvichiiitika. Mhuri yose yakapembera pandakapiwa dhigiri rangu kuyunivhesiti.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.