DuraMazwi
Browse Words
Words

-pashamara

Shona Definition

Kana munhu achinzi ane mhuno yaka pashamara , anenge aine mhuno isina kumira kuti twi. Kana chinhu chaka pashamara chinenge chakaenzana kana ukachiisa pasi, uye chisina kukombama.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.