Kana uka pambiridza gumbo unenge warisunga uchiita zvokuritenderedza, zvikuru nebhandeji. Kana uka pambiridza hari unenge wairukirira yose kunze kwayo nemakavi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.