Used in other entries
“Gomana raiti kanya kanya pamberi pevasikana.”
from kanya kanya“Akakaruka ahwahwata zvemanyepo pamberi pegweta.”
from -hwahwata“Ku kanda chinhu kuchisimudza, wochipotsera pamberi kana kuti kure.”
from -kanda“Babamukuru nomuramu vakaripiswa vatamba gwiti pamberi patezvara.”
from gwiti“Uyu munhu anenge ari pamberi pevamwe vose panenge pachiitwa basa kana kurongwa zvoupenyu, anenge achirongera nokuratidza vamwe zvekuita.”
from nhungamiri“Ichi chipfeko chaivako makarekare, chaivhara pamberi kubva muchiuno kusvika pamabvi.”
from nhahwamaringa