DuraMazwi
Browse Words
Words

-paka

Shona Definition

Ku paka kututira sezvakaita mbeswa musaga. Ku paka kuisa zvokudya mukanwa zvakawanda panguva imwe chete. Kana uchi paka motokari unenge uchimboisiya pane imwe nzvimbo kusvikira wava kubuda kuishandisa zvakare. Kana uchi paka munhu unenge uchimuudza mashoko ekutaura panyaya inenge iri mudariro. Kana uchi paka pfuti unenge uchiisa mabara mairi kuti igone kupfura.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.