Used in other entries
“Kana uchi dhara ndima unenge uchikamura nzvimbo inoda kuti irimwe negeja kana nemunhu.”
from -dhara“Ichi ndechinoshandiswa kupatsanura nzvimbo ingava minda kana dunhu.”
from chidhunduru“Chisuwo kunzwa kuda kuona mumwe munhu wawakaonana naye kare, kana kuti imwe nzvimbo yawakasiya kare.”
from chisuwo“Ichi ndechipi nechipi zvacho chingashandiswa kuisa vanhu kana kuti nhumbi kana midziyo mukati, zvichifambiswa kubva kune imwe nzvimbo kuenda kune imwe.”
from chitakuriso“Ku darika kuti uchifamba wopinda nemune imwe nzvimbo wozobuda uchienda kwaunoenda.”
from -darika“Ku dida kuramba uchienda kune imwe nzvimbo.”
from -dida