DuraMazwi
Browse Words
Words

chitakuriso

Shona Definition

Ichi ndechipi nechipi zvacho chingashandiswa kuisa vanhu kana kuti nhumbi kana midziyo mukati, zvichifambiswa kubva kune imwe nzvimbo kuenda kune imwe. Chitakuriso chavanhu vachienda kumabasa michovha. chifambiso

English Translation

This is anything that can be used to carry people or goods or equipment inside, transporting them from one place to another. A vehicle for people going to work is transport.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries