Browse Words
Shona Definition
Kana munhu achi nzvandaira anenge achifamba achitsvikidza chiuno, uye achiratidza kuti anovimba nezvaari. Ku nzvandaira kufamba uchiti ukasimudza musoro wotarisa pasi, sezvinoita munhu anomhorosa munhu waanoremekedza.
English Translation
When a person 'nzvandaira' (walks in a specific manner), they walk swinging their waist, and it shows that they are confident in themselves. To 'nzvandaira' is to walk while lifting your head and looking down, like a person greeting someone they respect.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.