Browse Words
Shona Definition
Kana uchi nzvandama unenge uri munhu anotarisira vamwe vanhu pasi. Kana munhu anorwara achi nzvandama anenge asinganyatsokwanisa kumira akati tasa oga, asina kuzvitsigira kana kutsigirwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.