Browse Words
Shona Definition
Ku nyengetedza kuitira munhu zvinhu zvinoita kuti iye abvume kuita zvauri kuda iwe. Mwana paaichemera kuenda namai kubhazi, takamunyengetedza kuti asacheme nekumupa zviwitsi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.