Used in other entries
“nokudaro .”
from nekudaro“Nokudaro, munhu akaipa anongonyumwa paya panenge pachitaurwa nezvevaipi.”
from Anonyumwa chati kwata / ndeane chaakarembedza“Munhu anotya haadenhi vamwe kana kurwa navo, nokudaro haagari ane maronda.”
from Gwara harina mbonje.“Ishe haadyi hamba sokuti inosvoreka nokudaro kana hamba ikasangana namambo inorarama.”
from Kurarama kwehamba / kusangana nousina demo“Nokudaro, chinhu chisingatarisirwi pamurombo kuti atorane netsvingudze sokuti haazowani muripo wemhosva huru yakadai.”
from Munhu asina mutimwi / haasimiri mugwada“Hapana munhu angada kuzvibudisira uipi hwake nokudaro hapana munhu angazviti akaipa asi kuti mumwe anonenera vamwe uipi.”
from Chidembo hachinzwi kunhuhwa kwacho chomene