DuraMazwi
Browse Words
Words

njiva

Shona Definition

Njiva rudzi rweshiri inovaka dendere rayo netumiti tudikidiki kana kuti tsotso, inoita vana vaviri chete uye inodya mbeu dzomuminda nemimwe michero yomusango.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries