Used in other entries
“Iri zimunhu rakapusa, risina njere dzakakwana.”
from duruturu“Dandara munhu asina njere, anononoka kubata zvinhu zvaanenge achidzidziswa.”
from dandara“Dofo munhu asina njere, kunyanya anotadza muchikoro.”
from dofo“Chinhu chine musoro chinhu chinoratidza njere.”
from musoro“Kana munhu achi shereketa anenge achiita zvinhu zvinotaridza njere, achiita zvisingaitwi navazhinji.”
from -shereketa“Kazhinji munhu anowanzoparadza njere nenguva yake pazvinhu zvisina chimuko asi kana zvinhu zvikuru zvouya munhu wacho oshaya mazano.”
from Usaswerera kurwira chitundu chamakakanje / chehove chiripo