Used in other entries
“Uyu muchero unoita vana vanenge nhundurwa asi vari vadiki vanodyiwa, vanokura pamuti unotanda.”
from guzubheri“Ku pwatika kuputika kungaita chinhu chichidzatuka pamusana pokudzvanyirirwa, sezvingaika domasi kana nhundurwa.”
from -pwatika“Aka kamuti kanobereka tuvana tweyero, twusingadyiwe, twunonzi nhundurwa.”
from munhundurwa“nhundurwa”
from nhuturwa