Used in other entries
“Takasvuura makavi ekusunga nhungo dzedenga rehozi.”
from -svuura“Miti yakururama ndiyo inogadzirisa nhungo dzemba.”
from -rurama“Mbariro karubande kemuti kanoshandiswa kusimbisa mapango kana nhungo pakanorukanisa nhungo dzacho pamwepo.”
from mbariro“Urwu rudzi rweuswa hunoreba nekuita mapazi semuti, hwakasimba zvekuti, unoitiswa nhungo, uye hunoshandiswa kurukisa mabhasikiti nezvimwewo.”
from mushenjere